Maskiri - Tambudzai 歌词

INTRO
Alishias weMaskiri (ummmmmm)
versus Janet (yeeeerrrrr)
Tambudzai (yeeeeeerrreeerr)
Ichooo

CHORUS
(Janet)
Mazuva angu panyiiika haachafambaa
Pose pandigeree ndofunga iweee
Waakandinyepera
Chiedza chemuhope dzanguuu
Ndichakuwanireepikooooo

VERSE1
(Maskiri)
Yaaa.
Ndakamuona tambudzai inzwai machinda ariega
maziso akakwara kuiita sendaoona denga
muzhizha rapfuura nguvamvura ichinaya manga muri muna zvita mamasita ndikati mhoro
Kubatwa nechikosoro
Achinhuhwirira
Akapfeka zvemufirimu ane dread mumusoro
Ndokutanga kufonyora
Nemtauro wakabhenda
Mastatement ndichiponda mai vacho vakatenda
Vakati unonzi ani zita rako wakapenga
Ndokutorwa mapikicha tichi feature mucamera
Vanhu hobho vachioona anoita zvei uyu mupfanha
Tichi chinjana maT-shirt vachisvotwa vasikana
ZiTatoo refone number akandi printer kumusana
Akatii ndokubata
Ndokumboedza kumbofona
Gore dhaaa rapfuura zvichingonzi wrong number
Kupedza mumwe ndira kuiita zvese zvikaramba

~~ ~~

VERSE2

Taaaambu
Kure kwegava i dang tsubvu
kunenge kumba kusina hupfu
Huya utore muviri wese
Kwetee
Hurubvurubvu
Gore nemwedzi ndichichema ndakabata picture yako
Kumadziro kwandinorara ndakatonyora
zita rako
Ndichiti rimwe gore ndichaiita baba vemwana wako
Kurara kuri kurwadza huya tifuge gumbeze tese
Timwe mukaka tese
tigeze zvedu tiri tese
kwauri hameno ndombofunga wakatumwa nematenga
Ndatsvaga ndakushaya pamwe wakadzokera kudenga
Pamwe wakandivenga wakandinyora kumusana
T-shirt ne fone number ndaisaziya wainyepa
Mapikicha takatorwa ndangosara nemapepa
Misodzi ichiyerera tambudzai ndati huya
Ndakambo jutwa nemuporofita ndichinzi Tambu achauya
Ndichirara ndri mugoma ndichiimbiswa areruya
Ndikazo dyira nadzo n'anga,midzi,miti ndakazora
Kudhindwa nyora mumatama ndichimwaiwa bute nekamwe kambuya
Chikara chandri kunzwa chinenge mahobho asiri kurara
Ndinogona kunyora bhuku rine mapeji akazara
Ndichitaura nezvakoiwe
Hangaiwa dzakafara
Varoyi,nyoka nemapere
Zvikaramba zvakarara
Ndinombo gaya kubhururuka
ndonokutsvaga kuenga
Nhaii Mwari wemunhu Tambudzai
Ndiudze uri paii
Tambuu
Uri Paiii

~~~~

VERSE3

Taambu
Zvandinofunga unongondiita munhu arikuzvirwarira
Dzikana dzvuku Tambudzai faninka mbira dze Nharirara
Gore nemwedzi panozvarwa mwana akakambaira
Wakandisiya panirwadza
Sembavha iri muchizarira
Ndisati ndarara ndombochema
Ndakatarisa calender
Mambakwedza ndotadza kufema
Ndodonha ndombofenda
Handimborara ukaya dai mufaro ndichikuudza
Ndichiimba daii kurikwedu machembere tichipururudza
Mazuva acho arikupera
ukundi shungurudza
Ndakatadzira aniiko pano panyika varikumhepo madhara madhara
Ndimi munoona zvandisingaone
Muri ahead ndakagara
Muteuro yangu nemunamato
kasi hazvisi kunzwikwa
Misodzi yangu Tambudzai
Dai ndisina kumbosikwa
Kurwadza kwacho kunenge munhu anezvipikiri pamuchinjikwa
Munyama wacho wakadaii
Semwana wekuuchikwa
T-shirt yako ndinoiipfeka mazuva ese kuma9
Ndisina hope ndichinzwisa tsitsi
Ndakarara ndiri dollar sign
Ndichirota zvinhu zvemufirimu
Ndichiridza gitare re twine
Musana wangu wawakanyora urikurwadza unechironda
Ndikatarisa pucture yako
zvinondiwedzera kuoonda

~~~~

OUTRO

Alishias weMaskiri
Tambudzaiiii
Shaa uri paii
Ndri kukutsvaga shaa

Chorus fades out and song finishes
这个歌词已经 434 次被阅读了